Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 21:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakarwisa Judha, vakaipamba vakatakura zvinhu zvose zvavakawana mumuzinda wamambo pamwe chete navanakomana vake navakadzi vake. Hakuna mwanakomana mumwe chete akasiyiwa kwaari kunze kwaAhazia mudiki pane vose.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 21

Maonero 2 Makoronike 21:17 akapoteredza