Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 20:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jehoshafati akatonga Judha. Akanga ana makore makumi matatu namashanu paakava mambo weJudha, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi maviri namashanu. Mai vake vainzi Azubha mwanasikana waShiri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 20

Maonero 2 Makoronike 20:31 akapoteredza