Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 20:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani-ngwanani vakaenda kuGwenga reTekoa. Vava kuenda, Jehoshafati akasimuka akati, “Teererai kwandiri, Judha navanhu veJerusarema! Tendai Jehovha Mwari wenyu ipapo muchasimbiswa; tendai vaprofita vake ipapo muchabudirira.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 20

Maonero 2 Makoronike 20:20 akapoteredza