Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Mwari wedu, hamungavatongi here? Nokuti isu hatina simba rokutonga hondo huru yakadai iri kuuya kuzotirwisa. Hatizivi kuti tingaita sei asi meso edu akatarisa kwamuri.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 20

Maonero 2 Makoronike 20:12 akapoteredza