Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Saka zvino nditumirewo, murume ano unyanzvi hwokushandisa goridhe, nesirivha, ndarira, nesimbi uye nemicheka yepepuru nemitsvuku neyebhuruu, ane ruzivo rwezvokuveza kuti ashande muJudha neJerusarema pamwe chete navarume vakachenjera vakasiyiwa naDhavhidhi baba vangu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 2

Maonero 2 Makoronike 2:7 akapoteredza