Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ndava kuda kuvakira Zita raJehovha Mwari wangu temberi ndigoikumikidza kwaari kuti ndigopisira zvinonhuwira pamberi pake, kuti ndigoisa chingwa chakatsaurwa nguva dzose uye kuti ndigoita zvipiriso zvinopiswa mangwanani namanheru oga oga, pamaSabata, paKugara kwoMwedzi napamitambo yakatarwa yaJehovha Mwari wedu. Uyu ndiwo murayiro wakapiwa Israeri nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 2

Maonero 2 Makoronike 2:4 akapoteredza