Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akarayira zviuru makumi manomwe kuti vave vatakuri vamatombo uye zviuru makumi masere kuti vave vavezi vamatombo muzvikomo, uye zviuru zvitatu namazana matanhatu kuti vave vatariri pamusoro pavo kuti vanhu varambe vachishanda.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 2

Maonero 2 Makoronike 2:18 akapoteredza