Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mai vake vaibva kuDhani uye baba vake vaibva kuTire. Akadzidziswa kushanda negoridhe, nesirivha, ndarira, nesimbi, matombo namatanda uye nemicheka yepepuru neyebhuruu, nemitsvuku, nemicheka yakaisvonaka. Ane ruzivo mukuveza kwamarudzi ose uye anogona kuveza achiteedzera zvose zvaanenge arayirwa. Achashanda nemhizha dzenyu pamwe chete nedzaishe wangu Dhavhidhi baba vako.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 2

Maonero 2 Makoronike 2:14 akapoteredza