Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 19:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munyaya ipi neipi inouya kwamuri kubva kuna vamwe vomunyika yenyu vanogara mumaguta, kungava kuteuka kweropa kana zvimwewo zvinotaurwa nomurayiro, zvakarayirwa, mitemo kana zvirevo, munofanira kuvayambira kuti vasatadzira Jehovha; mukasadaro kutsamwa kwake kuchauya pamusoro penyu nehama dzenyu. Itai izvi uye hamuzotadzi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 19

Maonero 2 Makoronike 19:10 akapoteredza