Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 18:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mikaya akati, “Kana mukadzoka zvakanaka Jehovha haana kutaura neni.” Akawedzerazve achiti, “Batisisai mashoko angu, imi vanhu vose!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 18

Maonero 2 Makoronike 18:27 akapoteredza