Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 18:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIsraeri akati kuna Jehoshafati, “Handina kukuudzai here kuti haamboprofita zvakanaka pamusoro pangu asi zvakaipa chete?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 18

Maonero 2 Makoronike 18:17 akapoteredza