Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 17:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha vaiva naJehoshafati nokuti pamazuva ake okutonga akafamba munzira dzaiteverwa nababa vake Dhavhidhi. Haana kubvunza kuna vana Bhaari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 17

Maonero 2 Makoronike 17:3 akapoteredza