Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 14:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaparadza misha yose yakanga yakapoteredza Gerari, nokuti kutsamwa kwaJehovha kwakanga kwawira pavari. Vakapamba misha iyi yose, nokuti yaiva nezvokupamba zvakawanda.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 14

Maonero 2 Makoronike 14:14 akapoteredza