Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 14:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akadana kuna Jehovha Mwari wake akati, “Jehovha, hakuna mumwe akafanana nemi angabatsira vasina simba pavanorwisana navane simba. Tibatsireiwo, imi Jehovha Mwari, nokuti tinovimba nemi, uye muzita renyu tauya kuzorwisana nehondo yakakura ikadai. Haiwa Jehovha, ndimi Mwari wedu; musarega munhu achikukundai.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 14

Maonero 2 Makoronike 14:11 akapoteredza