Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 13:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vakapikisana naRehobhoamu mwanakomana waSoromoni paakanga achiri mudiki asati ava kugona kuzvisarudzira zvaaida uye asati asimba kuti angarwisana navo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 13

Maonero 2 Makoronike 13:7 akapoteredza