Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Soromoni akakwira kuaritari yendarira pamberi paJehovha muTende Rokusangana akandobayira zvipiriso zvinopiswa zvinokwana chiuru pairi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 1

Maonero 2 Makoronike 1:6 akapoteredza