Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 9:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti imba yose yaAhabhu ichaparadzwa. Ndichabvisa kubva kuna Ahabhu murume wokupedzisira wose wose muIsraeri, nhapwa kana akasununguka.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 9

Maonero 2 Madzimambo 9:8 akapoteredza