Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 9:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati asvika, akawana vakuru vehondo vagere pamwe chete. Akati, “Ndine shoko renyu, imi mukuru.” Jehu akamubvunza akati, “Kuna ani pakati pedu?” Iye akapindura akati, “Kunemi imi, mutungamiri.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 9

Maonero 2 Madzimambo 9:5 akapoteredza