Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 9:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahazia mambo weJudha akati aona zvakanga zvaitika, akatiza nenzira yokuBheti Hagani. Jehu akamudzingirira, achidanidzira achiti, “Muurayei naiyewo!” Vakamukuvadza ari mungoro yake ari munzira yaienda nokuGuri pedyo neIbhiremi, asi akapunyuka akaenda kuMegidho akandofira ikoko.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 9

Maonero 2 Madzimambo 9:27 akapoteredza