Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gehazi achiri kutaurira mambo kuti Erisha akanga araramisa sei mukomana akanga afa, mukadzi aiva nomwanakomana akanga araramiswa naErisha akabva asvika kuti azokumbira imba yake nomunda wake kuna mambo. Gehazi akati, “Uyu ndiye mukadzi wacho, ishe wangu mambo, uye uyu ndiye mwanakomana wake akararamiswa naErisha.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 8

Maonero 2 Madzimambo 8:5 akapoteredza