Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 8:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore regumi namaviri raJoramu, mwanakomana waAhabhu, mambo weIsraeri, Ahazia, mwanakomana waJehoramu, mambo weJudha akatanga kutonga.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 8

Maonero 2 Madzimambo 8:25 akapoteredza