Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Hazaeri akabva pana Erisha akadzokera kuna tenzi wake. Bheni-hadhadhi paakabvunza achiti, “Erisha akati kudini kwauri?” Hazaeri akapindura akati, “Akandiudza kuti zvirokwazvo muchapora.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 8

Maonero 2 Madzimambo 8:14 akapoteredza