Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hazaeri akamubvunza akati, “Seiko ishe wangu achichema?” Iye akapindura akati, “Nokuti ndinoziva zvakaipa zvauchaitira vaIsraeri. Uchapisa nhare dzavo nomoto, uchauraya majaya avo nomunondo, ucharovera pwere dzavo pasi, uye uchatumbura vakadzi vavo vane mimba.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 8

Maonero 2 Madzimambo 8:12 akapoteredza