Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mukuru anova aiva ndiye ane ruoko rwakanga rwakasendamirwa namambo, akati kumunhu waMwari, “Tarira, kunyange dai Jehovha akazarura mawindo amatenga, kuti zvakadai zvingaitika?” Erisha akapindura akati, “Uchazviona iwe nameso ako asi hauna chimwe chazvo chauchadya!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 7

Maonero 2 Madzimambo 7:2 akapoteredza