Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akamuka usiku akati kuvabati vake, “Ndichakuudzai zvataitirwa navaAramu. Ivo vanoziva kuti tine nzara; saka vasiya musasa vakandovanda muminda, vachifunga kuti ‘Zvirokwazvo kana vakabuda kunze ipapo isu tichavabata vari vapenyu tigopinda muguta.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 7

Maonero 2 Madzimambo 7:12 akapoteredza