Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 6:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akavagadzirira mabiko makuru, uye vakati vapedza kudya nokunwa akavaendesa, ivo vakadzokera kuna tenzi wavo. Naizvozvo mapoka avapambi vokuAramu akarega zvokupamba nyika yeIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 6

Maonero 2 Madzimambo 6:23 akapoteredza