Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakatsamwisa mambo weAramu. Akadana vabati vake akati kwavari, “Hamungandiudzewo here kuti pakati pedu ari kurutivi rwamambo weIsraeri ndiani?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 6

Maonero 2 Madzimambo 6:11 akapoteredza