Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 5:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIsraeri akati achangopedza kuverenga tsamba iyi, akabvarura nguo dzake akati, “Ndini Mwari here? Ndinogona kuuraya nokuraramisa here? Sei murume uyu atuma munhu kwandiri kuti azorapwa maperembudzi ake. Onai kuti anoedza sei kutsvaka bopoto neni!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 5

Maonero 2 Madzimambo 5:7 akapoteredza