Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 5:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Erisha akati kwaari, “Mweya wangu wanga usinewe here paburuka murume mungoro yake kuti azosangana newe? Ko, ino inguva yokutora mari kana kugamuchira nguo, neminda yemiorivhi, neyemizambiringa, namakwai, nemombe, kana varandarume navarandakadzi here?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 5

Maonero 2 Madzimambo 5:26 akapoteredza