Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 5:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gehazi akati asvika pachikomo, akatora zvinhu kubva kuvaranda akazviisa mumba make. Akadzosa varume vaya ivo ndokuenda havo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 5

Maonero 2 Madzimambo 5:24 akapoteredza