Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 5:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gehazi muranda waErisha munhu waMwari, akati mumwoyo make, “Tenzi wangu arerutsira zvakanyanya Naamani, muAramu uyu, pakusagamuchira kubva kwaari zvaanga auya nazvo. Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, ndichamhanya ndimutevere ndigotora chimwe chinhu kwaari.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 5

Maonero 2 Madzimambo 5:20 akapoteredza