Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Naamani, mukuru wehondo yamambo weAramu, aiva munhu mukuru kwazvo pamberi patenzi wake uye aikudzwa zvikuru, nokuti kubudikidza naye, Jehovha akapa mambo weAramu kukunda. Aiva murwi ane simba noumhare, asi aiva namaperembudzi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 5

Maonero 2 Madzimambo 5:1 akapoteredza