Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 4:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wavo akaenda kuminda kundotanha muriwo akawana magaka omusango. Akaunganidza mamwe acho akaazadza mujasi rake. Paakadzokera, akaatematema ndokuaisa muhari yomuriwo, kunyange zvazvo pakanga pasina aiziva kuti zvaiva zvii.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 4

Maonero 2 Madzimambo 4:39 akapoteredza