Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 4:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akamubvunza akati, “Uri kuendereiko kwaari nhasi? Hakusi Kugara kwoMwedzi kana Sabata.” Akapindura akati, “Hazvina mhosva.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 4

Maonero 2 Madzimambo 4:23 akapoteredza