Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mukadzi womumwe murume weboka ravaprofita akadanidzira kuna Erisha akati, “Muranda wenyu, murume wangu, afa, uye munoziva kuti iye aitya Jehovha. Asi zvino uyo waakanga atorera chikwereti ari kuuya kuzotora vanakomana vangu vaviri kuti vave nhapwa dzake.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 4

Maonero 2 Madzimambo 4:1 akapoteredza