Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akatumirawo shoko kuna Jehoshafati mambo weJudha achiti, “Mambo weMoabhu andimukira. Ungada kuenda neni kundorwa neMoabhu here?” Iye akapindura akati, “Ndichaenda newe. Ini ndakangoita sewe, navanhu vangu sevakowo, mabhiza angu samabhiza ako.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 3

Maonero 2 Madzimambo 3:7 akapoteredza