Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erisha akati kuna mambo weIsraeri, “Chiiko chandingaita nemi? Endai kuvaprofita vababa venyu navaprofita vamai venyu.” Mambo weIsraeri akapindura akati, “Kwete, nokuti ndiJehovha akatidaidza isu madzimambo matatu tose kuti azotipa kuvaMoabhu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 3

Maonero 2 Madzimambo 3:13 akapoteredza