Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 24:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoyakini akanga ava namakore gumi namasere paakava mambo, uye akatonga kwemwedzi mitatu muJerusarema. Zita ramai vake rainzi Nehushita mwanasikana waErinatani; vaibva muJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 24

Maonero 2 Madzimambo 24:8 akapoteredza