Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 24:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mumazuva okutonga kwaJehoyakimi Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akakunda nyika, Jehoyakimi akava muranda wake kwamakore matatu. Asi akazoshandura pfungwa dzake akamukira Nebhukadhinezari.

2. Jehovha akatuma vaBhabhironi navaAramu navaMoabhu uye navaAmoni kuti vazorwisa. Akavatuma kunoparadza Judha, sezvakarehwa neshoko raJehovha rakataurwa navaranda vake navaprofita.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 24