Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 23:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akashatisa Tofeti iri muMupata weBheni Hinomi, kuitira kuti pasava nomunhu angapashandisa kubayira mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto kuna Moreki.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 23

Maonero 2 Madzimambo 23:10 akapoteredza