Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 22:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Enda kuna Hirikia muprista mukuru umuudze kuti averenge mari yakauyiswa mutemberi yaJehovha, iya yakaunganidzwa navarindi vomukova ichibva kuvanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 22

Maonero 2 Madzimambo 22:4 akapoteredza