Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 20:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hezekia akanga abvunza Isaya achiti, “Chiratidzo chichava chei chokuti Jehovha achandiporesa uye kuti ndichakwira kutemberi yaJehovha pazuva retatu kubva zvino?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 20

Maonero 2 Madzimambo 20:8 akapoteredza