Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akatora jasi raEria rakanga rawa kubva paari akarova mvura naro akati, “Zvino Jehovha Mwari waEria aripiko?” Paakarova mvura, yakaparadzana, imwe kurudyi, imwe kuruboshwe, iye ndokubva ayambuka achienda mhiri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 2

Maonero 2 Madzimambo 2:14 akapoteredza