Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 18:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kusvikira ndauya ndikakutorai ndigokuisai kunyika yakafanana neyenyu, nyika ine zvokudya newaini itsva, nyika yechingwa neminda yemizambiringa, nyika yemiti yemiorivhi nouchi. Sarudzai upenyu kwete rufu! “Musaterera Hezekia, nokuti anokutsausai kana akati, ‘Jehovha achatirwira.’

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 18

Maonero 2 Madzimambo 18:32 akapoteredza