Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 17:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo weAsiria akarayira akati, “Itai kuti mumwe wavaprista vamakatapa kubva kuSamaria adzokere kunogarako agodzidzisa vanhu kuti mwari wenyika iyi anodei.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 17

Maonero 2 Madzimambo 17:27 akapoteredza