Kunyange zvakadaro, matunhu akakwirira haana kubviswa, vanhu vakaramba vachibayira zvibayiro nokupisa zvinonhuwira ikoko. Jotamu akavakazve Suo Rokumusoro retemberi yaJehovha.