Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 15:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Hoshea mwanakomana waEra akamukira Peka mwanakomana waRemario. Akamurwisa akamuuraya ndokubva amutorera umambo mugore ramakumi maviri raJotamu mwanakomana waUzia.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 15

Maonero 2 Madzimambo 15:30 akapoteredza