Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 15:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita zvakaipa pamberi paJehovha. Haana kutendeuka kubva pazvivi zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati zvaakaita kuti Israeri iite.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 15

Maonero 2 Madzimambo 15:28 akapoteredza