Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehoahazi akatsvaka nyasha dzaJehovha, Jehovha akamunzwa, nokuti akanga aona kuti mambo weAramu airwadzisa nokutambudza Israeri zvakanyanya sei.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 13

Maonero 2 Madzimambo 13:4 akapoteredza