Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 13:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rimwe zuva vaIsraeri vachiviga mumwe murume, pakarepo vakaona mapoka avapambi; naizvozvo vakakanda mutumbi womunhu uyu muguva raErisha. Mutumbi wakati wagunzva mapfupa aErisha, munhu uya akamuka akamira namakumbo ake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 13

Maonero 2 Madzimambo 13:21 akapoteredza